Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 7:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ndicaramba ʋo kuʋatarira neciso caŋgu, ʋacaȿiɓisa fuma yaŋgu; mbava dzicapinda’mo, dziciiȿiɓisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 “Ndicharambawo kuvatarira nechiso changu, vachasvibisa pfuma yangu; mbavha dzichapindamo, dzichiisvibisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ndichavafuratira kuitira kuti vanhu vagon'oresa nzvimbo yangu yakakosha. Makororo achapindamo vagoin'oresa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Ndichavafuratira kuitira kuti vanhu vagon'oresa nzvimbo yangu yakakosha. Makororo achapindamo vagoin'oresa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ndichavafuratira uye vachasvibisa nzvimbo yangu inokosha; mbavha dzichapinda mairi dzigoisvibisa.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 7:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy