Ezekieri 7:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋacarasha sirveri yaʋo panzira dzomumusha, nendarama yaʋo icaʋa secinhu cisino‐kunaka; sirveri yaʋo nendarama yaʋo haɀiŋgagoni kuʋarwira nezuʋa rokutsamŋa kwaJehova; haɀiŋgagutisi mŋeya yaʋo kana kuzadza ʋura bgaʋo, nokuti ndico caiʋa cigumbuso ceɀakaipa ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vacharasha sirivha yavo panzira dzomumusha, nendarama yavo ichava sechinhu chisina kunaka; sirivha yavo nendarama yavo hazvingagoni kuvarwira nezuva rokutsamwa kwaJehovha; hazvingagutisi mweya yavo kana kuzadza hura hwavo, nokuti ndicho chaiva chigumbuso chezvakaipa zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Sirivha yavo vavakutoirasa mumigwagwa, ndarama yavo yaita sechinhu chakan'ora. Sirivha yavo nendarama hazvigoni kuvanunura pazuva rehasha dzaTenzi. Hazvigoni kupedza nzara yavo kana kuzadza matumbu avo nokuti ndozvakanga zviri chibingamupinyi nehonzeri youipi hwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Sirivha yavo vavakutoirasa mumigwagwa, ndarama yavo yaita sechinhu chakan'ora. Sirivha yavo nendarama hazvigoni kuvanunura pazuva rehasha dzaTenzi. Hazvigoni kupedza nzara yavo kana kuzadza matumbu avo nokuti ndozvakanga zviri chibingamupinyi nehonzeri youipi hwavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vachakanda sirivha yavo munzira dzomumisha, uye goridhe yavo ichava chinhu chisina kuchena. Sirivha yavo negoridhe ravo hazvingavaponesi pazuva rokutsamwa kwaJehovha. Hazvingapedzi nzara yavo kana kugutsa matumbu avo nazvo, nokuti ndizvo zvakavagumbusa vakapinda muchivi. Viz kapitola |