Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 7:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Munondo uri kunze, hosha yakaipa nenzara ɀiri mukati; uri kusaŋgo ucaʋurawa nomunondo; uri muguta ucapedzwa nenzara nehosha yakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Munondo uri kunze, hosha yakaipa nenzara zviri mukati; ari kusango achaurawa nomunondo; ari muguta achaparadzwa nenzara nehosha yakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kunze uku kune bakatwa, mukati mune denda neshangwa yenzara. Vari musango vari kupera nebakatwa, vari mukati meguta vari kupera kufa neshangwa yenzara nedenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Kunze uku kune bakatwa, mukati mune denda neshangwa yenzara. Vari musango vari kupera nebakatwa, vari mukati meguta vari kupera kufa neshangwa yenzara nedenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 “Kunze kuno munondo, mukati mune denda nenzara; vaya vari musango vachafa nomunondo, uye vari muguta vachapedzwa nenzara nedenda.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 7:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy