Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 7:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ʋakaridza hwamanda, ʋakagadzira ɀose, asi hakunaunoenda kundorwa; nokuti kutsamŋa kwaŋgu kuri pamsoro paʋazhinji ʋose ʋenyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Vakaridza hwamanda, vakagadzira zvose asi hakuna anoenda kundorwa; nokuti kutsamwa kwangu kuri pamusoro pavazhinji vose venyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Varidza bhosvo vakaita kuti vose vagadzirire. Asi hapana ari kusumuka kuenda kuhondo nokuti hasha dzangu dzavirukira gungano ravo rose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Varidza bhosvo vakaita kuti vose vagadzirire. Asi hapana ari kusumuka kuenda kuhondo nokuti hasha dzangu dzavirukira gungano ravo rose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Kunyange vakaridza hwamanda uye vakagadzirira zvose, hapana achaenda kuhondo, nokuti hasha dzangu dziri pamusoro pavazhinji vose.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 7:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy