Ezekieri 5:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndicaita pakati penyu ɀandisina‐kumboita, ʋuye handiŋgatoŋgoiti ɀe ɀakaɗai, nemhaka yeɀinonyaŋgadza ɀenyu ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ndichaita pakati penyu zvandisina kumboita, uye handingatongoitizve zvakadai, nemhaka yezvinonyangadza zvenyu zvose.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Uyewo pamusana pezvinosemesa zvako zvose ndichaita kwauri zvandisati ndamboita uye zvinhu zvakadaro handimbofa ndakazviitazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Uyewo pamusana pezvinosemesa zvako zvose ndichaita kwauri zvandisati ndamboita uye zvinhu zvakadaro handimbofa ndakazviitazve. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Nokuda kwezvifananidzo zvako zvinonyangadza, ndichakuitira zvandisina kumboita kare uye handichazozviitizve. Viz kapitola |