Ezekieri 5:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi rakaramba mitemo yaŋgu riciita ɀakaipa kupfuʋura mamŋe marudzi, nokuramba ɀandakaraira kupfuʋura dzimŋe nyika dzakaripoteredza; nokuti iʋo ʋakaramba mitemo yaŋgu, neɀandakaraira haʋana‐kufamba maɀiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Asi rakaramba mitemo yangu richiita zvakaipa kupfuura mamwe marudzi, nokuramba zvandakarayira kupfuura dzimwe nyika dzakaripoteredza; nokuti ivo vakaramba mitemo yangu, nezvandakarayira havana kufamba mazviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi rakapandukira zvirevo zvangu zvakaipa kupinda mamwe marudzi uye mirao yangu kutopfuura nyika dzakaikomberedza nokuramba zvirevo zvangu uye nokusatevedza mirao yangu kwavakaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi rakapandukira zvirevo zvangu zvakaipa kupinda mamwe marudzi uye mirao yangu kutopfuura nyika dzakaikomberedza nokuramba zvirevo zvangu uye nokusatevedza mirao yangu kwavakaita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi pakuipa kwaro rakamukira mirayiro yangu nemitemo yangu kupfuura ndudzi nenyika dzakaripoteredza. Rakaramba mirayiro yangu uye harina kutevera mitemo yangu. Viz kapitola |