Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 5:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Cetatu cako cicafa nehosha yakaipa, ʋuye ʋacapedzwa nenzara mukati mako; cetatu cicaparadzwa nomunondo kumatiʋi ako, necimŋe cikamu cetatu ndicaciparadzira kumhepo dzose, nokuvomora munondo shure kwaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Chetatu chako chichafa nehosha yakaipa, uye vachapedzwa nenzara mukati mako; chetatu chichaparadzwa nomunondo kumativi ako, nechimwe chikamu chetatu ndichachiparadzira kumhepo dzose, nokuvhomora munondo shure kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Chimwe chezvikamu zvenyu zvitatu zvavanhu chichafa nedenda kana kuparara nenzara pakati penyu, chimwe chacho chichaurayiwa nebakatwa munharaunda yenyu. Chikamu chechitatu ndichachimwararisa kumativi ose chakabatirwa bakatwa mumaoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Chimwe chezvikamu zvenyu zvitatu zvavanhu chichafa nedenda kana kuparara nenzara pakati penyu, chimwe chacho chichaurayiwa nebakatwa munharaunda yenyu. Chikamu chechitatu ndichachimwararisa kumativi ose chakabatirwa bakatwa mumaoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Chikamu chimwe chete kubva muzvitatu chavanhu vako vachafa nehosha kana kufa nenzara mukati mako; chimwe chikamu chimwe chete kubva muzvitatu chichawa nokuda kwomunondo kunze kwamasvingo ako; uye chimwe chikamu chimwe chete kubva muzvitatu ndichachiparadzira kumhepo zhinji ndigochitevera nomunondo wakavhomorwa.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 5:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy