Ezekieri 48:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Cipo camunofanira kuʋigira Jehova cinofanira kuita tsaŋga dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu pakureɓa, ʋuye tsaŋga dzineɀuru ɀinegumi paʋupamhi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Chipo chamunofanira kuvigira Jehovha chinofanira kuita tsanga dzine zviuru zvina makumi maviri nezvishanu pakureba, uye tsanga dzine zviuru zvine gumi pahupamhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Dunhu ramuchatsaurira Tenzi rinofanira kuita makiromita gumi namaviri ane hafu kureba, kufara kwacho kuchiita gumi ramakiromita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Dunhu ramuchatsaurira Tenzi rinofanira kuita makiromita gumi namaviri ane hafu kureba, kufara kwacho kuchiita gumi ramakiromita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Mugove wakatsaurwa wamunofanira kupa kuna Jehovha unofanira kureba makubhiti zviuru makumi maviri nezvishanu, nezviuru gumi paupamhi. Viz kapitola |