Ezekieri 48:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Pamuganho waNaftari, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waManase. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Pamuganho waNafutari, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waManase. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Dzinzawo rokwaManase, mugove mumwechete, unobvira kumabvazuva kudzamara kumavirira wakabatana nenyika yokwaNafutari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Dzinzawo rokwaManase, mugove mumwechete, unobvira kumabvazuva kudzamara kumavirira wakabatana nenyika yokwaNafutari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Manase achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaNafutari kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira. Viz kapitola |