Ezekieri 48:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋuye ʋo, kubva panyika yaʋaRevi, nokubva panɀimbo yeguta, iɀo ɀiri pakati penyika yomucinda, pakati pomuganho waJuda nomuganho waBenjamini, ɀinofanira kuʋa ɀomucinda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Uyewo, kubva panyika yavaRevhi, nokubva panzvimbo yeguta, izvo zviri pakati penyika yomuchinda, pakati pomuganho waJudha nomuganho waBhenjamini, zvinofanira kuva zvomuchinda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 kubvisawo nyika yavaRevhi nenzvimbo yeguta racho zviri pakati penyika yomugove washe, zvimwe zvose izvi, zviri pakati pemiganhu yekwaJudha naBhenjamini ndezvashe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 kubvisawo nyika yavaRevhi nenzvimbo yeguta racho zviri pakati penyika yomugove washe, zvimwe zvose izvi, zviri pakati pemiganhu yekwaJudha naBhenjamini ndezvashe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Saka nzvimbo yavaRevhi nenzvimbo yeguta zvichange zviri pakati penzvimbo yomuchinda. Nzvimbo yomuchinda ichange iri pakati pomuganhu weJudha nomuganhu waBhenjamini. Viz kapitola |