Ezekieri 47:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino akati kwandiri: Mvura iyi zhinji inoɓuɗa icienda kunyika iri kumabvazuʋa, icayerera kuȿikira kuAraba, ndokuenda kurutiʋi rweguŋgwa; ɀino icandoɗira muguŋgwa, kuti mvura iporeswe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino akati kwandiri, “Mvura iyi zhinji inobuda ichienda kunyika iri kumabvazuva, ichayerera kusvikira kuArabha, ndokuenda kurutivi rwegungwa; zvino ichandodira mugungwa, kuti mvura iporeswe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akati kwandiri, “Mvura iyoyi inoyerera yakananga kuruwa rwamabvazuva ichidzika nokuArabha. Kana yapinda mugungwa inoita kuti mvura yacho inake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Akati kwandiri, “Mvura iyoyi inoyerera yakananga kuruwa rwamabvazuva ichidzika nokuArabha. Kana yapinda mugungwa inoita kuti mvura yacho inake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Iye akati kwandiri, “Mvura iyi inoyerera yakananga kunyika yokumabvazuva ichiburukira kuArabha kwainodira mugungwa. Painongodira mugungwa, mvura yomo inobva yanaka. Viz kapitola |