Ezekieri 47:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndakati ndadzoka, ndikaʋona pamhenderekedzo yorwizi miti mizhinji kwaɀo ʋuno nemhiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ndakati ndadzoka, ndikaona pamhenderekedzo yorwizi miti mizhinji kwazvo uno nemhiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pandaidzoka kudaro, ndakaona kumativi erwizi rwacho miti yakawanda kwazvo uku nokuku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pandaidzoka kudaro, ndakaona kumativi erwizi rwacho miti yakawanda kwazvo uku nokuku. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndakati ndasvikako ndakaona miti mizhinji kurutivi rumwe norumwe rworwizi. Viz kapitola |