Ezekieri 47:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Shure kwaiɀoɀo akayera makubiti anecuru cimŋe; ɀino rwakaŋga rwaʋa rwizi, rwandakakoniwa kuyambuka; nokuti mvura yakaŋga yakwirira, yaʋa mvura muŋgashambira munhu, ruri rwizi rusiŋgabviri kuyambukwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Shure kwaizvozvo akayera mamita ane chiuru chimwe; zvino rwakanga rwava rwizi, rwandakakoniwa kuyambuka; nokuti mvura yakanga yakwirira, yava mvura mungashambira munhu, ruri rwizi rusingabviri kuyambukwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akazoerazve mamwe mazana mashanu amamita, rwakanga rwatova rukova rwandakanga ndisisakwanise kuyambuka nokuti mvura yakanga yakwira. Yakanga yawanda zvokuti munhu aitogona kushambira mairi rwava rukova rusisayambukiki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Akazoerazve mamwe mazana mashanu amamita, rwakanga rwatova rukova rwandakanga ndisisakwanise kuyambuka nokuti mvura yakanga yakwira. Yakanga yawanda zvokuti munhu aitogona kushambira mairi rwava rukova rusisayambukiki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Akayerazve chimwe chiuru chimwe chete, asi iye zvino rwakanga rwava rwizi rwandakanga ndisingagoni kuyambuka, nokuti mvura yakanga yawanda uye yakanga yadzika zvokuti munhu angashambira mairi, rwizi rwakanga rusina munhu angaruyambuka. Viz kapitola |