Ezekieri 47:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakandidzosera kumukoʋa weimba, ndikaʋona mvura zhinji iciɓuɗa pasi pecikumbaridzo ceimba kurutiʋi rwamabvazuʋa, nokuti imba yakaŋga yakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa necemberi kwayo; mvura yakayerera icibva necapasi, kurutiʋi rworudyi rweimba, kurutiʋi rwezasi rweartari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino akandidzosera kumukova weimba, ndikaona mvura zhinji ichibuda pasi pechikumbaridzo cheimba kurutivi rwamabvazuva, nokuti imba yakanga yakatarira kurutivi rwamabvazuva nechemberi kwayo; mvura yakayerera ichibva nechapasi, kurutivi rworudyi rweimba, kurutivi rwezasi rwearitari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Akazodzokera neni kumusuo weTemberi, onei mvura ichibuda pazasi pomusuo weTemberi yakananga kumabvazuva (nokuti Temberi yakanga yakatarisa kumabvazuva.) Zvino mvura iyoyo yaiyerera pasi ichibva nechapazasi pamucheto pakadziva kumaodzanyemba kwomusuo weTemberi, nechokumaodzanyemba kweatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Akazodzokera neni kumusuo weTemberi, onei mvura ichibuda pazasi pomusuo weTemberi yakananga kumabvazuva (nokuti Temberi yakanga yakatarisa kumabvazuva.) Zvino mvura iyoyo yaiyerera pasi ichibva nechapazasi pamucheto pakadziva kumaodzanyemba kwomusuo weTemberi, nechokumaodzanyemba kweatari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Murume uyu akandidzosa pamukova wetemberi, ndikaona mvura yaibuda napasi pechikumbaridzo chetemberi kwakatarisa kumabvazuva, nokuti temberi yakanga yakatarira kumabvazuva. Mvura yakanga ichiyerera napasi nechezasi kwetemberi, nyasi kwearitari. Viz kapitola |