Ezekieri 46:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kana mucinda acipinda, unofanira kupinda nenzira yeɓiraʋira resuʋo, ʋuye unofanira kuɓuɗa nenzira iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Kana muchinda achipinda, anofanira kupinda nenzira yebiravira resuo, uye anofanira kubuda nenzira iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Panopinda ishe anosungirwa kupinda nokukamba kapaSuo Guru uye anofanira kuzobuda nokumwecheteko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Panopinda ishe anosungirwa kupinda nokukamba kapaSuo Guru uye anofanira kuzobuda nokumwecheteko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Panopinda muchinda, anofanira kupinda napabiravira rapanzira yesuo, uye anofanira kubuda nenzira imwe cheteyo. Viz kapitola |