Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 46:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino iye unofanira kugadzira cipiriso coʋupfu, efa imŋe panzombe, neefa imŋe pagondobge, napamakwaiana seɀaanogona, nehini yamafuta paefa imŋe neimŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino iye anofanira kugadzira chipiriso choupfu, efa imwe panzombe, neefa imwe pahondohwe, napamakwayana sezvaanogona, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Anofanira kuona kuti pave nebhagidhi roupfu nehandira yacho uye bhagidhiwo roupfu nehondohwe uyewo nehwayana sapaanogonawo napo pamwechete namarita mana amafuta eorivhi pabhagidhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Anofanira kuona kuti pave nebhagidhi roupfu nehandira yacho uye bhagidhiwo roupfu nehondohwe uyewo nehwayana sapaanogonawo napo pamwechete namarita mana amafuta eorivhi pabhagidhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Anofanira kupa sechipiriso chezviyo efa imwe chete nehando, efa imwe chete negondobwe, uye namakwayana paanoda kupa napo, pamwe chete nehini yamafuta paefa imwe neimwe.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 46:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy