Ezekieri 46:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Cipiriso cinopiswa, cinoʋigirwa Jehova nomucinda nomusi wesaɓata cinofanira kuita makwaiana matanhatu asinemhoȿa negondobge risinemhoȿa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 “Chipiriso chinopiswa, chinovigirwa Jehovha nomuchinda nomusi weSabata chinofanira kuita makwayana matanhatu asina mhosva nehondohwe risina mhosva; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mupiro wokupisa unopirwa nashe kuna Tenzi pazuva reSabata ndowehwayana nhanhatu dzisina chinoshoreka padziri nehondohwe isinawo chinoshoreka pairi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mupiro wokupisa unopirwa nashe kuna Tenzi pazuva reSabata ndowehwayana nhanhatu dzisina chinoshoreka padziri nehondohwe isinawo chinoshoreka pairi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Chipiriso chinopiswa chinofanira kuvigirwa Jehovha nomuchinda nomusi weSabata, chinofanira kuva chamakwayana matanhatu makono negondobwe, ose asina kuremara. Viz kapitola |