Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 46:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino akati kwandiri: Idzi ndidzo dzimba dzokuɓikira, panofanira kuɓikirwa ɀiɓayiro ɀaʋanhu naʋanoshumira paimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino akati kwandiri, “Idzi ndidzo dzimba dzokubikira, panofanira kubikirwa zvibayiro zvavanhu navanoshumira paimba.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Iye ndokubva ati kwandiri, “Idzodzi idzi ndodzimba dzokubikira, ndimo munozobikirwa zvibayiro zvavanhu ava navanhu vanoshanda paTemberi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Iye ndokubva ati kwandiri, “Idzodzi idzi ndodzimba dzokubikira, ndimo munozobikirwa zvibayiro zvavanhu ava navanhu vanoshanda paTemberi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Iye akati kwandiri, “Idzi ndidzo dzimba dzokubikira dzichabikirwa zvibayiro zvinoitirwa vanhu navaya vanoshumira mutemberi.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 46:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy