Ezekieri 46:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati kwandiri: Iyi ndiyo nɀimbo panofanira kuɓika ʋaprista cipiriso cemhoȿa necipiriso ceɀiʋi, ʋuye paʋanofanira kuɓika cipiriso coʋupfu; kuti ʋarege kuɓuɗa naɀo kuruʋazhe rwokunze, kuzonatsa ʋanhu naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Akati kwandiri, “Iyi ndiyo nzvimbo panofanira kubika vapristi chipiriso chemhosva nechipiriso chezvivi, uye pavanofanira kubika chipiriso choupfu; kuti varege kubuda nazvo kuruvanze rwokunze, kuzonatsa vanhu nazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Iye akabva anditi, “Iyoyi ndiyo nzvimbo inofanira kubikwa chibayiro chokuripira mhosva nomupiro wokupirira zvitadzo uye ndipo pavanosungirwa kubikira mupiro woupfu hwembesanwa kuitira kuti varege kuiburitsa kunhandare yokunze vangadaro vakaitisa vanhu zvinhu zvinoera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Iye akabva anditi, “Iyoyi ndiyo nzvimbo inofanira kubikwa chibayiro chokuripira mhosva nomupiro wokupirira zvitadzo uye ndipo pavanosungirwa kubikira mupiro woupfu hwembesanwa kuitira kuti varege kuiburitsa kunhandare yokunze vangadaro vakaitisa vanhu zvinhu zvinoera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akati kwandiri, “Iyi ndiyo nzvimbo ichabikirwa navaprista, chipiriso chemhosva nechipiriso chechivi nokubika chipiriso chezviyo, kuti varege kuzviuyisa kuruvazhe rwokunze zvaizoita kuti vanhu vanatswe.” Viz kapitola |