Ezekieri 46:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀanzi naShe Jehova: Kana mucinda akapa mumŋe waʋanakomana ʋake cipo, yaʋa nhaka yake, cicaʋa caʋanakomana ʋake; caʋa caʋo nokugara nhaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvanzi naIshe Jehovha, “Kana muchinda akapa mumwe wavanakomana vake chipo, yava nhaka yake, chichava chavanakomana vake; chava chavo nokugara nhaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvanzi naTenzi Mwari, “Kana ishe akapa chipo kumwanakomana wake upi zvake chinobva panhaka yake chichava chavanakomana vake. Inhaka yavo yavakaita zvokusiyirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zvanzi naTenzi Mwari, “Kana ishe akapa chipo kumwanakomana wake upi zvake chinobva panhaka yake chichava chavanakomana vake. Inhaka yavo yavakaita zvokusiyirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Kana muchinda achipa chipo chinobva panhaka yake kuno mumwe wavanakomana vake, chichavawo chezvizvarwa zvake zvinotevera, chichava chavo chenhaka. Viz kapitola |