Ezekieri 46:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Unofanira kugadzira ʋo zuʋa rimŋe nerimŋe gwaiana regore rimŋe risinemhoȿa, ciʋe cipiriso cinopisirwa Jehova; unofanira kurigadzira maŋgwanani ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 “Anofanira kugadzirawo zuva rimwe nerimwe gwayana regore rimwe risina mhosva, chive chipiriso chinopiswa Jehovha; anofanira kurigadzira mangwanani ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Anofanira kuita kuti pave nehwayana ine gore rimwechete isina chinoshoreka yomupiro wokupisira kuna Tenzi zuva nezuva. Ngaaitewo kuti uvepo mangwanani oga oga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Anofanira kuita kuti pave nehwayana ine gore rimwechete isina chinoshoreka yomupiro wokupisira kuna Tenzi zuva nezuva. Ngaaitewo kuti uvepo mangwanani oga oga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Zuva rimwe nerimwe unofanira kupa gwayana rine gore rimwe chete risina kuremara kuti rive chipiriso chinopiswa kuna Jehovha; mangwanani oga oga unofanira kuuya naro. Viz kapitola |