Ezekieri 45:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo panofanira kuʋa nɀimbo tȿene yakaita tsaŋga dzinamazana mashanu pakureɓa ʋuye tsaŋga dzinamazana mashanu paʋupamhi matiʋi ose manna akaenzana; ʋuye panofanira kuʋa noruwa rwakapoteredza kumatiʋi ose runoȿika makubiti makumi mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo panofanira kuva nzvimbo tsvene yakaita tsanga dzina mazana mashanu pakureba uye tsanga dzina mazana mashanu pahupamhi mativi ose mana akaenzana; uye panofanira kuva noruwa rwakapoteredza kumativi ose runosvika makubhiti makumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Padunhu racho ngapave nenzvimbo yakaenzana mativi ose, divi roga roga richiita mazana maviri amamita ana mamita makumi mashanu, iyoyo ichave Nzvimbo Inoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Padunhu racho ngapave nenzvimbo yakaenzana mativi ose, divi roga roga richiita mazana maviri amamita ana mamita makumi mashanu, iyoyo ichave Nzvimbo Inoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Panzvimbo iyoyi, chikamu chinosvika makubhiti mazana mashanu paupamhi uye panofanira kuva neimwe nzvimbo yakaipoteredza inosvika makubhiti makumi mashanu paupamhi uye panofanira kuva neimwe nzvimbo inosvika makubhiti makumi mashanu. Viz kapitola |