Ezekieri 45:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ici ndico cipo camunofanira kuʋuya naco: Mugoʋe wecitanhatu weefa pahomeri imŋe yeɀiyo; ʋuye munofanira kupa mugoʋe wecitanhatu ceefa pahomeri yebari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ichi ndicho chipo chamunofanira kuuya nacho: Mugove wechitanhatu weefa pahomeri imwe yezviyo; uye munofanira kupa mugove wechitanhatu cheefa pahomeri yebhari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Mupiro wenyu unofanira kuva wakadai sezvizvi: Pamabhagidhi gumi ekoroni munobvisa marita matatu ana makumi matanhatu amamiririta ane mamiririta matanhatu. Pagumi ramabhagidhi ebhari, munobvisawo marita matatu ane makumi matanhatu emamiririta ane mamiririta matanhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Mupiro wenyu unofanira kuva wakadai sezvizvi: Pamabhagidhi gumi ekoroni munobvisa marita matatu ana makumi matanhatu amamiririta ane mamiririta matanhatu. Pagumi ramabhagidhi ebhari, munobvisawo marita matatu ane makumi matanhatu emamiririta ane mamiririta matanhatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Ichi ndicho chipo chakatsaurwa chaunofanira kupa: chikamu chimwe chete kubva muzvitanhatu cheefa chichibva pahomeri imwe neimwe yebhari. Viz kapitola |