Ezekieri 45:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Munofanira kuʋa neɀiyero ɀakarurama, neefa yakarurama, nebati rakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Munofanira kuva nezviyero zvakarurama, neefa yakarurama, nebhati rakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Munofanira kuva nezvikero zvakarurama nebhagidhi nomugoro zvakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Munofanira kuva nezvikero zvakarurama nebhagidhi nomugoro zvakarurama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Munofanira kushandisa zviyero zvakarurama, efa yakarurama uye bhati rakarurama. Viz kapitola |