Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 44:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Hamuna‐kuceŋgeta ɀinhu ɀaŋgu ɀitȿene, asi makagadza ʋatariri ʋanokuceŋgeterai imi ɀinhu ɀaŋgu munɀimbo yaŋgu tȿene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Hamuna kuchengeta zvinhu zvangu zvitsvene, asi makagadza vatariri vanokuchengeterai imi zvinhu zvangu munzvimbo yangu tsvene.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Panze pokuti imi muite basa rokuchengeta munzvimbo yangu inoera makatoisa imi vatorwa kuti ivo ndivo vave nebasa rokuchengetedza muNzvimbo yangu Inoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Panze pokuti imi muite basa rokuchengeta munzvimbo yangu inoera makatoisa imi vatorwa kuti ivo ndivo vave nebasa rokuchengetedza muNzvimbo yangu Inoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Pachinzvimbo chokuita mabasa enyu akafanira zvinhu zvangu zvitsvene, makagadza vamwe vanhu kuti vave vatariri venzvimbo yangu tsvene.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 44:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy