Ezekieri 44:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ʋacaʋa nenhaka; ini ndini nhaka yaʋo; hamufaniri kuʋapa fuma pakati paIsraeri, ini ndini fuma yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 “Vachava nenhaka; ini ndini nhaka yavo; hamufaniri kuvapa pfuma pakati paIsiraeri, ini ndini pfuma yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Havafaniri kuva nenhaka, ini ndini nhaka yavo. Saka usavape nyika muIsiraeri, ini ndini nyika yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 “Havafaniri kuva nenhaka, ini ndini nhaka yavo. Saka usavape nyika muIsiraeri, ini ndini nyika yavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “ ‘Ndini chete ndichava nhaka yavaprista. Haufaniri kuvapa mugove pakati paIsraeri; ini ndichavapa mugove wavo. Viz kapitola |