Ezekieri 43:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kubginya kwaJehova kukapinda mumba nenzira yesuʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kubwinya kwaJehovha kukapinda mumba nenzira yesuo rakatarira kurutivi rwamabvazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kupenya kwokuvapo kwaTenzi pakwakapinda muTemberi nokuSuo Guru rakatarisa kumabvazuva, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kupenya kwokuvapo kwaTenzi pakwakapinda muTemberi nokuSuo Guru rakatarisa kumabvazuva, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kubwinya kwaJehovha kwakapinda mutemberi napasuo rakanangana nokumabvazuva. Viz kapitola |