Ezekieri 42:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Pasi pamakamuri awa ndi’po pakaŋga panomukoʋa wokurutiʋi rwamabvazuʋa, kana munhu acipinda kwaari acibva kuruʋazhe rwokunze. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Pasi pamakamuri awa ndipo pakanga pane mukova wokurutivi rwamabvazuva, kana munhu achipinda kwaari achibva kuruvanze rwokunze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nechapasi pedzimba idzi, paiva nepokupinda napo nechokumabvazuva uchipinda madziri uchibva nokunhandare yokunze Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nechapasi pedzimba idzi, paiva nepokupinda napo nechokumabvazuva uchipinda madziri uchibva nokunhandare yokunze Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Makamuri apasi akanga ano mukova kurutivi rwokumabvazuva kana munhu achipinda kwaari achibva nechokuruvazhe rwokunze. Viz kapitola |