Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 42:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Pamberi pamakamuri pakaŋga panenɀimbo yokufamba icipinda mukati yakaita makubiti anegumi, iri nzira yakaita makubiti anezana; mikoʋa yaɀo yakaŋga yakatarira kurutiʋi rwokumsoro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Pamberi pamakamuri pakanga pane nzvimbo yokufamba ichipinda mukati yakaita mamita ane zana; mikova yazvo yakanga yakatarira kurutivi rwokumusoro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Pamberi pedzimba idzodzo paiva nopokupinda napo mukati paiita mamita mashanu kufara, urefu hwacho huchiita makumi mashanu amamita. Makonhi adzo akanga ari nechokuchamhembe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Pamberi pedzimba idzodzo paiva nopokupinda napo mukati paiita mamita mashanu kufara, urefu hwacho huchiita makumi mashanu amamita. Makonhi adzo akanga ari nechokuchamhembe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Pamberi pamakamuri pakanga pane nzvimbo yokufamba yakanga ine upamhi makubhiti gumi uye makubhiti zana pakureba. Makonhi ayo akanga ari nechokumusoro.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 42:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy