Ezekieri 42:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Pakatarisana namakubiti makumi maʋiri oruʋazhe rwomukati, ʋuye pakatarisana neguʋa rakaroŋgwa roruʋazhe rwokunze, kwakaŋga kunamaɓiraʋira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Pakatarisana namamita makumi maviri oruvanze rwomukati, uye pakatarisana neguva rakarongwa roruvanze rwokunze, kwakanga kuna mabiravira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Pakanga pakatarisana nepamwe paiita gumi ramamita pakanga pari penhandare yomukati pakatarisanawo nakahuva kokunhandare yokunze paiva nemba dzenhurikidzwa nhatu dzina maperere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Pakanga pakatarisana nepamwe paiita gumi ramamita pakanga pari penhandare yomukati pakatarisanawo nakahuva kokunhandare yokunze paiva nemba dzenhurikidzwa nhatu dzina maperere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Pakatarisana namakubhiti makumi maviri oruvazhe rwomukati, uye pakatarisana nenzira yakanga yakavakirwa yoruvazhe rwokunze kwakanga kuna mabiravira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu. Viz kapitola |