Ezekieri 42:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Pamberi porutiʋi rwakareɓa, rwakaȿika makubiti anezana, kwakaŋga kunomukoʋa worutiʋi rwokumsoro, ʋuye ʋupamhi bgakaita makubiti makumi mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Pamberi porutivi rwakareba, rwakasvika mamita ane zana, kwakanga kuno mukova worutivi rwokumusoro, uye upamhi hwakaita mamita makumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kureba kwemba yaiva nechokuchamhembe kwaiita mamita makumi mashanu upamhi huri makumi maviri amamita ana mamita mashanu ane hafu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kureba kwemba yaiva nechokuchamhembe kwaiita mamita makumi mashanu upamhi huri makumi maviri amamita ana mamita mashanu ane hafu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Imba yakanga ino mukova wakatarisa kumusoro yakanga yakareba makubhiti zana uye makubhiti makumi mashanu paupamhi. Viz kapitola |