Ezekieri 41:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mukoʋa mumŋe nomumŋe wakaŋga unamasasa maʋiri, masasa maʋiri aitendereka; masasa maʋiri pamukoʋa mumŋe, ʋuye masasa maʋiri panomumŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Mukova mumwe nomumwe wakanga una masasa maviri, masasa maviri aitendereka; masasa maviri pamukova mumwe, uye masasa maviri pane mumwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Makonhi acho akanga ari maviri maviri pamusuo, ari masasa maviri aizaruka pamusuo woga woga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Makonhi acho akanga ari maviri maviri pamusuo, ari masasa maviri aizaruka pamusuo woga woga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mukova mumwe nomumwe wakanga una masasa maviri, masasa aitenderera maviri pamukova mumwe nomumwe. Viz kapitola |