Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 41:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 neɀikumbaridzo, namawindi akaŋga akapfigwa, namaɓiraʋira akapoteredza makamuri matatu akaturikidzwa, akatarisana necikumbaridzo, akaŋga akaroʋerwa matanda kumatiʋi ose, kubva pasi kuȿikira kumawindi, (asi mawindi akaŋga akafukidzwa),

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 nezvikumbaridzo, namahwindo akanga akapfigwa, namabiravira akapoteredza makamuri matatu akaturikidzwa, akatarisana nechikumbaridzo, akanga akaroverwa matanda kumativi ose, kubva pasi kusvikira kumahwindo, asi mahwindo akanga akafukidzwa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 zvakanga zvakaroverwa namapuranga. Dzose dziri nhatu kutenderedza dzaive namahwindo asingazaruki. Temberi iyoyi, kumusuo kwacho kwakanga kwakanzi chechetere namapango akavezwa, kubvira pasi payo kusvikira mumahwindo. (Izvozvo mahwindo akanga akadzivirwa)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 pamwe chetewo napazvikumbaridzo uye napamawindo maduku napadzimba dzokuratidzira zvose zviri zvitatu, zvinhu zvose zvaiva seri nechikumbaridzowo, zvakanga zvakafukidzwa namapuranga. Uriri, madziro kusvika pamawindo, namawindo zvakanga zvakafukidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 41:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy