Ezekieri 41:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Saiɀoɀo akayera imba, ikaita makubiti anezana pakureɓa; ʋuye nɀimbo yaiʋa yoga, neimba namadziro ayo, ɀikaita makubiti anezana pakureɓa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Saizvozvo akayera imba, ikaita mamita ane zana pakureba; uye nzvimbo yaiva yoga, neimba namadziro ayo, zvikaita mamita ane zana pakureba; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaerawo Temberi ikaita mamita makumi mashanu kureba uye nhandare neimba yacho iyoyo namadziro ayo zvikaitawo makumi mashanu amamita kureba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akaerawo Temberi ikaita mamita makumi mashanu kureba uye nhandare neimba yacho iyoyo namadziro ayo zvikaitawo makumi mashanu amamita kureba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo akayera temberi; yakanga ina makubhiti zana pakureba, uye ruvazhe rwetemberi neimba namadziro ayo yaivawo namakubhiti zana pakureba. Viz kapitola |