Ezekieri 40:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Kunze kwesuʋo romukati kwakaŋga kunamakamuri aʋaimbi ʋoruʋazhe rwomukati, rwaiʋa kurutiʋi rwesuʋo rokumsoro; iwo akatarira kurutiʋi rwezasi, rimŋe kurutiʋi rwamabvazuʋa ricitarira kurutiʋi rwokumsoro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Kunze kwesuo romukati kwakanga kuna makamuri avaimbi voruvanze rwomukati, rwaiva kurutivi rwesuo rokumusoro; iwo akatarira kurutivi rwezasi, rimwe kurutivi rwamabvazuva richitarira kurutivi rwokumusoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Akazonditora kunze ondipinza munhandare yomukati, onei, pane dzimba mbiri munhandare yomukati imomo. Imwe yaiva kudivi rokuSuo Guru rokuchamhembe yakatarisa kumaodzanyemba imwewo yacho iri kudivi rokuSuo Guru rokumaodzanyemba yakatarisa kuchamhembe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Akazonditora kunze ondipinza munhandare yomukati, onei, pane dzimba mbiri munhandare yomukati imomo. Imwe yaiva kudivi rokuSuo Guru rokuchamhembe yakatarisa kumaodzanyemba imwewo yacho iri kudivi rokuSuo Guru rokumaodzanyemba yakatarisa kuchamhembe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Kunze kwesuo romukati, nechomukati moruvazhe rwomukati, makanga muna makamuri maviri, rimwe kurutivi rwesuo rokumusoro uye rakatarisa kumusoro. Viz kapitola |