Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 40:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Maɓiraʋira aro akaŋga akatarira kuruʋazhe rwokunze; kwakaŋga kunemicindwe pambiru dzaro, necoʋuno neceseri; cikwiriso caro cakaŋga cineɀikwiriso ɀisere.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Mabiravira aro akanga akatarira kuruvazhe rwokunze; kwakanga kune michindwe pambiru dzaro, nechemberi necheseri; chikwiriso charo chakanga chine zvikwiriso zvisere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Kamba karo kapamusuo kakanga kakatarisana nenhandare yokunze. Raivawo nemifananidzo yemirara pamagwatidziro aro yakati mumwe uku mumwe uku. Matanho aro okukwirisa kwariri akanga ari masere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Kamba karo kapamusuo kakanga kakatarisana nenhandare yokunze. Raivawo nemifananidzo yemirara pamagwatidziro aro yakati mumwe uku mumwe uku. Matanho aro okukwirisa kwariri akanga ari masere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Biravira raro rakanga rakatarisana noruvazhe rwokunze; miti yemichindwe yakanga yakashongedza mbiru kumativi ose, uye zvikwiriso zvisere ndizvo zvaisvitsa ikoko.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 40:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy