Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 40:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Maɓiraʋira aro akaŋga akatarira kuruʋazhe rwokunze; kwakaŋga kunemicindwe pambiru dzaro; cikwiriso caro cakaŋga cineɀikwiriso ɀisere.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Mabiravira aro akanga akatarira kuruvanze rwokunze; kwakanga kune michindwe pambiru dzaro; chikwiriso charo chakanga chine kwiriso zvisere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Kamba karo kapamusuo kakanga kakatarisana nenhandare yokunze, pamagwatidziro aro paine mifananidzo yemirara. Matanho aro okukwirisa kwariri akanga ari masere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Kamba karo kapamusuo kakanga kakatarisana nenhandare yokunze, pamagwatidziro aro paine mifananidzo yemirara. Matanho aro okukwirisa kwariri akanga ari masere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Biravira raro rakanga rakatarisana noruvazhe rwokunze; miti yemichindwe yakanga yakashongedza mbiru dzaro, uye zvikwiriso zvisere ndizvo zvaisvitsa ikoko.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 40:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy