Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 40:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Kwakaŋga kunamaɓiraʋira kumatiʋi ose, akaita makubiti makumi maʋiri namashanu pakureɓa, namakubiti mashanu paʋupamhi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Kwakanga kuna mabiravira kumativi ose, akaita mamita makumi maviri namashanu pakureba, namamita mashanu pahupamhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Paivawo notumba twepamusuo kutenderera tuchiita mamita makumi maviri namashanu kureba uye upamhi huchiita mamita maviri ane hafu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Paivawo notumba twepamusuo kutenderera tuchiita mamita makumi maviri namashanu kureba uye upamhi huchiita mamita maviri ane hafu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Mabiravira emasuo akanga akapoteredza ruvazhe rwomukati akanga ane upamhi huna makubhiti makumi maviri namashanu uye makubhiti mashanu pakudzika.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 40:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy