Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 40:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Mawindi aro, namaɓiraʋira aro, nemicindwe yaro ɀakaŋga ɀakaenzana neciyero cesuʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa; ʋanhu ʋaikwira’ko neɀikwiriso ɀinomŋe; maɓiraʋira aro akaŋga ari pamberi paro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Mahwindo aro, namabiravira aro, nemichindwe yaro zvakanga zvakaenzana nechiyero chesuo rakatarira kurutivi rwamabvazuva; vanhu vaikwirako nezvikwiriso zvinomwe; mabiravira aro akanga ari pamberi paro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mahwindo aro nekamba kapamusuo, nemirara iya yokuvezera yakanga yakaenzana neiya yokuSuo Guru rakatarisa kumabvazuva. Raiva namatanho manomwe okukwira kwariri. Kamba karo kapamusuo kaive nechomukati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Mahwindo aro nekamba kapamusuo, nemirara iya yokuvezera yakanga yakaenzana neiya yokuSuo Guru rakatarisa kumabvazuva. Raiva namatanho manomwe okukwira kwariri. Kamba karo kapamusuo kaive nechomukati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Mawindo aro, mabiravira aro uye miti yokushongedza yemichindwe, zvakanga zvakangoenzana nezviya zvesuo rakanga rakatarisa kumabvazuva. Zvikwiriso zvinomwe ndizvo zvaisvitsa ikoko, zvakatarisana nebiravira racho.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 40:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy