Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 4:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino kana wapedza mazuʋa awa, uʋate pasi norutiʋi rwako rworudyi, kuti utakure ɀakaipa ɀeimba yaJuda; ndakakutarira mazuʋa anamakumi manna, zuʋa rimŋe nerimŋe rifananidze gore.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino kana wapedza mazuva awa, uvate pasi norutivi rwako rworudyi, kuti utakure zvakaipa zveimba yaJudha; ndakakutarira mazuva ana makumi mana, zuva rimwe nerimwe rifananidze gore.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Kana wapedza mazuva iwaya, unofanira kuvata kechipiri nokurudyi kwako utakure chirango chevemba yokwaJudha. Ndinokutemera makumi mana amazuva, zuva richimiririra gore.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “Kana wapedza mazuva iwaya, unofanira kuvata kechipiri nokurudyi kwako utakure chirango chevemba yokwaJudha. Ndinokutemera makumi mana amazuva, zuva richimiririra gore.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “Kana uchinge wapedza izvi, uvatezve pasi, panguva ino, norutivi rwako rworudyi, ugotakura chivi cheimba yaJudha. Ndakakutarira mazuva makumi mana, zuva rimwe pagore roga roga.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 4:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy