Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 4:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 kuti ʋashaiwe ɀokudya nemvura, ʋavunduke mumŋe nomumŋe, ʋapere muɀakaipa ɀaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 kuti vashayiwe zvokudya nemvura, vavhunduke mumwe nomumwe, vapere muzvakaipa zvavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 ndichaiita izvozvo nokuti chokudya chavo nemvura zvichava zvishomashoma. Vachatarisana vagodumbirwa navo vagoperezeka nechirango chavo ichocho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 ndichaiita izvozvo nokuti chokudya chavo nemvura zvichava zvishomashoma. Vachatarisana vagodumbirwa navo vagoperezeka nechirango chavo ichocho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 nokuti zvokudya nemvura zvichashayikwa. Mumwe achavhunduka achiona mumwe uye vachaonda nokuda kwechivi chavo.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 4:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy