Ezekieri 4:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Jehova akati: Saiɀoɀo ʋana ʋaIsraeri ʋacadya ɀokudya ɀaʋo ɀinetȿina pakati pamarudzi kwandicaʋadziŋgira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Jehovha akati, “Saizvozvo vana vaIsiraeri vachadya zvokudya zvavo zvakan'ora pakati pamarudzi kwandichavadzingira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tenzi akatiwo, “Ndomadyiro achaita vaIsiraeri chingwa chavo chakan'ora pakati pamarudzi kwandichavadzingira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Tenzi akatiwo, “Ndomadyiro achaita vaIsiraeri chingwa chavo chakan'ora pakati pamarudzi kwandichavadzingira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Jehovha akati, “Nenzira iyi, vanhu veIsraeri vachadya zvokudya zvakasvibiswa pakati pendudzi uko kwandichavadzingira.” Viz kapitola |