Ezekieri 39:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndicaziʋisa zita raŋgu dɀene pakati paʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri; handicatenderi kuti zita raŋgu dɀene rimhurwe; marudzi aʋanhu acaziʋa kuti ndini Jehova, iye Mutȿene waIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ndichazivisa zita rangu dzvene pakati pavanhu vangu vaIsiraeri; handichatenderi kuti zita rangu dzvene rimhurwe; marudzi avanhu achaziva kuti ndini Jehovha, iye Mutsvene waIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zita rangu rinoera, ndichaita kuti riziikanwe pakati pavanhu vangu vaIsiraeri. Handizorega zita rangu richin'oreswa zvakare. Ipapo marudzi ndipo paachaziva kuti ndini Tenzi, Anoera muIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zita rangu rinoera, ndichaita kuti riziikanwe pakati pavanhu vangu vaIsiraeri. Handizorega zita rangu richin'oreswa zvakare. Ipapo marudzi ndipo paachaziva kuti ndini Tenzi, Anoera muIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “ ‘Ndichazivisa zita rangu dzvene pakati pavanhu vangu vaIsraeri. Handichazobvumiri kuti zita rangu dzvene risvibiswe, uye ndudzi dzichaziva kuti ini Jehovha ndini mutsvene woga waIsraeri. Viz kapitola |