Ezekieri 39:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndicatuma mŋoto kunaMagogi, nokunaʋagere ɀakanaka paɀiwi; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ndichatuma moto kuna Magogi, nokuna vagere zvakanaka pazvivi; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndichatumira moto kuna Magogu nokuvanhu vakazvigarira havo munyika dzokumahombekombe kwegungwa. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndichatumira moto kuna Magogu nokuvanhu vakazvigarira havo munyika dzokumahombekombe kwegungwa. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndichatuma moto pamusoro paMagogi uye napamusoro pavagere zvakanaka muzviwi, uye vachaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitola |