Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 39:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 ʋuye handiŋgazoʋaʋanziri ciso caŋgu; nokuti ndakaɗurura Mŋeya waŋgu pamsoro peimba yaIsraeri — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 uye handingazovavanziri chiso changu; nokuti ndakadurura mweya wangu pamusoro peimba yaIsiraeri,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Uye handichazozvivanzazve uso kwavari pandichadururira Mweya wangu pamba yaIsiraeri” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Uye handichazozvivanzazve uso kwavari pandichadururira Mweya wangu pamba yaIsiraeri” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Handingazovavanzirizve chiso changu, nokuti ndichadurura Mweya wangu pamusoro peimba yaIsraeri, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 39:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy