Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 39:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 kana ndaʋadzosa kumarudzi aʋanhu, nokuʋaʋuŋganidza kunyika dzaʋaʋeŋgi ʋaʋo, ndikaɀiita mutȿene pamberi pamarudzi mazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 kana ndavadzosa kumarudzi avanhu, nokuvaunganidza kunyika dzavavengi vavo, ndikazviita mutsvene pamberi pamarudzi mazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Izvozvo ndinenge ndavadzosa vabva kumarudzi ndavakokorodza kunyika dzavavengi vavo uye nemavari ndaratidza kuera kwangu marudzi namarudzi avanhu achiona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Izvozvo ndinenge ndavadzosa vabva kumarudzi ndavakokorodza kunyika dzavavengi vavo uye nemavari ndaratidza kuera kwangu marudzi namarudzi avanhu achiona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Pandichavadzosa kubva kundudzi uye ndikavaunganidza vachibva kunyika dzavavengi vavo, ndicharatidza utsvene hwangu kubudikidza navo pamberi pendudzi zhinji.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 39:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy