Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 39:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ndakaʋaitira ɀakafanira kusanaka kwaʋo nokuɗarika kwaʋo, ndicaʋaʋanzira ciso caŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Ndakavaitira zvakafanira kusanaka kwavo nokudarika kwavo, ndikavavanzira chiso changu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Ndakaita kwavari maererano nokun'ora kwavo uye nokukanganisa kwavo ndikazvivanza uso kwavari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Ndakaita kwavari maererano nokun'ora kwavo uye nokukanganisa kwavo ndikazvivanza uso kwavari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Ndakavaitira zvakafanira kusachena kwavo nokudarika kwavo, uye ndakavavanzira chiso changu.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 39:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy