Ezekieri 39:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mucadya ɀakakora kuȿikira maguta, nokunwa ropa kuȿikira maɓatwa, ɀeciɓayiro candakakuɓayirai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Muchadya zvakakora kusvikira maguta, nokunwa ropa kusvikira mabatwa, zvechibayiro chandakakubayirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Muchatodya zvenyu mafuta kusvikira maguta mugonwa ropa kusvikira matoraradza pamabiko echibayiro andiri kukugadzirirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Muchatodya zvenyu mafuta kusvikira maguta mugonwa ropa kusvikira matoraradza pamabiko echibayiro andiri kukugadzirirai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Pachibayiro chandinokugadzirirai, muchadya mafuta kusvikira makorwa nawo, uye muchanwa ropa kusvikira madhakwa. Viz kapitola |