Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 39:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Mucadya nyama yaʋanesimba, nokunwa ropa ramacinda enyika, ramakondobge, neramakwaiana, nerembudzi, nerenzombe, ɀose ɀiri ɀakakodzwa ɀeBashani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Muchadya nyama yavane simba, nokunwa ropa ramachinda enyika, ramakondobwe, neramakwayana, nerembudzi, nerenzombe, zvose zviri zvakakodzwa zveBhashani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Muchatodya zvenyu nyama yamagamba muchinwa ropa ramachinda apanyika ndovanenge vari hondohwe nehwayana nembudzi nehandira dzacho vose zvavo vari ivo zvipfuwo zvacho zvakakodzwa zveBhashani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Muchatodya zvenyu nyama yamagamba muchinwa ropa ramachinda apanyika ndovanenge vari hondohwe nehwayana nembudzi nehandira dzacho vose zvavo vari ivo zvipfuwo zvacho zvakakodzwa zveBhashani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Muchadya nyama yavarume vane simba nokunwa ropa ramachinda enyika kunge ramakondobwe, neremakwayana, nerembudzi uye rehando, mhuka dzose dzakakodzwa dzinobva kuBhashani.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 39:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy