Ezekieri 39:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 naiɀoɀo haʋaŋgandotori huni kusaŋgo, kana kundodzitema kumatondo, nokuti ʋacaʋesa mŋoto nenhumbi dzokurwa; ʋacaparadza ʋaiʋaparadza, nokupamba ʋaiʋapamba — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 naizvozvo havangandotori huni kusango, kana kundodzitema kumatondo, nokuti vachavesa moto nenhumbi dzokurwa; vachaparadza vaivaparadza, nokupamba vaivapamba,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 zvokuti havazoda huni musango kana kundodzitema musango. Moto wavo vachauvesa nezvombo zvavo izvozvo zvehondo. Vanenge votopamba vanhu vakambovapamba vachitorera zvinhu vanhu vaya vakambovatorerawo zvinhu, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 zvokuti havazoda huni musango kana kundodzitema musango. Moto wavo vachauvesa nezvombo zvavo izvozvo zvehondo. Vanenge votopamba vanhu vakambovapamba vachitorera zvinhu vanhu vaya vakambovatorerawo zvinhu, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Havachazounganidzi huni kubva musango kana kudzitema kumatondo, nokuti vachashandisa zvombo sehuni. Uye vachapamba vaya vakambovapamba uye vachatorera nechisimba vaya vakambovatorera nechisimba, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitola |